First words Flashcards
1
Q
Hello
A
Mhoro
2
Q
Yes
A
Hongu
3
Q
Yes please
A
Hongu Ndapota
4
Q
No
A
Kwete
5
Q
No thanks
A
Kwete, ndapota
6
Q
Please
A
Ndapota
7
Q
Thank you
A
Ndinotenda
8
Q
Thank you very much
A
Ndinotenda zvikuru
9
Q
You’re welcome
A
Uchitendei
10
Q
One
A
Motsi
11
Q
Two
A
Piri
12
Q
Three
A
Tatu
13
Q
I’d like a coffee, please
A
Ndingade kofi, ndapota
14
Q
Two beers, please
A
Doro kaviri, ndapota
15
Q
Milk
A
Mukaka
16
Q
Bus
A
Bhazi
17
Q
Car
A
Motokari
18
Q
Taxi
A
Muchovha
19
Q
Train
A
Chitima
20
Q
Railway station
A
Chiteshi chezvitima
21
Q
Hotel
A
Hotera
22
Q
Passport
A
Pasipoti
23
Q
Telephone
A
Runhare
24
Q
Excuse me
A
Pamusoroi
25
What time is it?
Inguvai?
26
Can you repeat that please?
Ungadzokorara here ndapota?
27
Please speak more slowly
Taura zvishoma nezvishoma ndapota
28
I don’t understand
Handisi kunzwisisa
29
Sorry
Ndine urombo
30
Where are the toilets?
Zvimbuzi zviri kupi?
31
Ladies toilet
Chimbuzi che vakadzi
32
Gents toilet
Chimbuzi che varume
33
Where is the beach?
Ko bhichi riri kupi?
34
Where is the bank?
Bhanga riri kupi?
35
Hospital
Chipatara
36
Open
Takavhura
37
Closed
Takavhara
38
How much does this cost?
Ichi chinoita marii?
39
Credit card
Khadhi remari
40
Cash machine
Muchina wemari
41
Welcome!
Mauya
42
Good morning
Mangwanani akanaka
43
Good afternoon
Masikati akanaka
44
Good evening
Manheru akanaka
45
Goodnight
Morara zvakanaka
46
Goodbye
Mosara zvakanaka
47
Paracetamol
Mapiritsi
48
Keys
Makiyi
49
Left
Ruboshwe
50
Right
Rudyi